Awa magwaro eTesitamende Itsva akapindurwa kutsva kubva mururimi rwemabviro rwechiGiriki. Akaenzaniswa neamwe mabhaibheri erurimi rwechiShona needzimwe ndimi uye izvi zvakatibatsira zvikuru. Takaedza kwazvo takarisa kina Ishe wedu Jesu Kristu kutendeka kwese pakuchengetedza mashoko erurimi rwemabviro rwechiGiriki nekuabudisa pachena muchiShona.
Tesitamende Itsva – Shona New Testament
$19.99
(5 disponibles)
YaIshe neMuponesi Wedu Jesu Kristu
5 disponibles
Peso | 0.78 lbs |
---|---|
Dimensiones | 8.5 × 6 × 0.5 in |
Cover | Hard cover |
color |
Añadir una valoración
Currently, we are not accepting new reviews
Preguntas y respuestas
Todavía no hay preguntas
Valoraciones
No hay reseñas todavía